Zimbabwe Catholic Church Shona Songs - Ndinowuya NezviChemo Zvangu (Prayerful)

Zimbabwe Catholic Church Shona Songs - Ndinowuya NezviChemo Zvangu (Prayerful)


Zimbabwe Catholic Church Shona Songs - Ndinowuya NezviChemo Zvangu (Prayerful)



750 - Ndinowuya NezviChemo Zvangu – D. Jakachira


M: S/ A Ndinouya nezvichemo zvangu
V: A Pamberi penyu imi Mwari
S Ndinouya a ndinouya
B Ndi-nouya kwamuri Mwari pamberi penyu ndinouya
M: S/A Ndinouya nezvichemo zvangu…
V: S/A Ndinochemera pa --- nemi Mwari
B Ndi-nouya kwamuri Mwari ndinochemera pa-nemi Mwari


V: S Ndinochemera kwamuri Ma-ambo ndimi mudziviriri wangu ndi-mi mu batsiri wangu ndimi zvose zvandinoda-a zva-ndinoda zvandinoda
A Ndinochemera kwamuri Ma-amboo ndimi mudziviriri wangu ndi-mii mubatsiri wanguu ndimi zvose zvandinoda-a zva-ndinodaha zvandinoda
B: Ndinochemera kwamuri – kwamuri Mwarii mudziviriri wanguuuu ndimi mubatsiri wanguu mu-ri zvose zvandinodaha zvandinoda zva-ndi-nodaa

Refrain:
S/ A Ndi-mi mubatsiri wangu ndimi zvose zvandinoda-a zva-ndinoda
zvandinoda
B --- Ndimi mubatsiri wanguu mu-ri zvose zvandinodahaa zvandinodaa
zva-ndi nodaa

Madetembo:

1. Ndimi wandinoudza matambudziko a-ngu ndimi wandinoudza zviche-mo zvangu
2. Teererai kuchemera kwandinoita rubatsiro rwe-nyu ndinokumbira ne-nzwi guru

Chorus:

S/A Ndi-bviseiwoo mumatambudziko ndirumbidze imi-i ndirumbidze zita renyu --- ndirumbidze zita renyu
B Ndi-bviseiwo Mwari imi mumatambudziko ndirumbidze imii Mwari ndibviseiwo ndirumbidze zita renyu

Madetembo:

1.Ndinochemera imimi Mwari rubatsiro rweenyu ndi-nu-nu reiwo ndinunureiwo
kumhandu dzangu
2.Kana ndikatarisa kumativi ose hapana anondibatsira hapana ane hanya nenihi
hapana ane haa-nya neni

Chorus:

S/A Tererai Mwari wangu kuchemera kwangu rubatsiro ndinoshaiwa simba
ndinosha-iwa simba
B --- Ndinunurei Mwari wangu kumhandu dzangu ndinoshaiwa simba, ndi
noshaiwa simba

0 Comments