Zimbabwe Catholic Shona Songs - Ipai Rutendo Kuna Mambo Wakanaka

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Ipai Rutendo Kuna Mambo Wakanaka

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Ipai Rutendo Kuna Mambo Wakanaka



Verses:  Ipai Rutendo Kuna Mambo Wakanaka (163) – P. Masamba


M: S Ipai rutendo kuna Mambo wakanaka

V: S/A Ipai rutendo kuna Mambo oga, ipai ru-tendo kuna Mambo
wamadzimamboo mwoyochena wake hauperi

B --- Mambo ipai rutendooo, rutendo, wamadzimambo rutendo,
mwoyochena wake hauperi



Madetembo:


1. Ndiye wakatipa mvura yebhapatisimo, munova ndimo munoponeswa vatenderi, munova ndimo munonyudzwa uipi

2. Wakabatsira vanhu vake munhamo, akavarwira kuvavengi vavo, ndokuvapa nyika yaakavapikira

3. Wakatiyeuka muurombo hwedu hwose, anogutisa vanhu neemhuka, ipai rutendo kuna Mambo wedenga

Chorus:


S/A Wakaita izvi nesimba rake oga, wakaita izvi nesimba rake oga, wakaita
izvi nesimba rake oga (x2)

B --- Izvi nesimba-a rake oga, izvi nesimbaa rake oga, wakaita izvi --- rake
oga (x2)

1 Comments