Zimbabwe Catholic Shona Songs - Pakati Penyu

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Pakati Penyu


Zimbabwe Catholic Shona Songs - Pakati Penyu

841 Pakati Penyu Kana Muno Rudo

Pakati Penyu Kana Muno Rudo -FK. Mukanyi

M · SIA Pakati penyu kana muno rudo
V All Vose vachaziva vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana muno rudo pakati penyu

Madetembo:

1. Yesu wakati kuvadzidzi vake Yesu wakati
2. Kunge muchiziva izvi muchakomborerwa kana zviito zvenyu zvichiwirirana nazvo Yesu akati
3. Ndinokupai mutemo mutsva, unoti idai. Yesu wakati
4. Idanai muwe nomumwe sokuda kwanadakukuitirai Yesu wakati

Chorus:

SIA Ndakakupai muenzaniso, kuti mugosiitawo sezvandakakuitirai sezvandakakuitirai
B Ndakakupai muenzaniso, mugosiitawo sezvandakakuitirai sezvandakakuitirai

0 Comments