Zim Catholic Songs - Zuva Rokutonga kwaTenzi

Zim Catholic Songs - Zuva Rokutonga kwaTenzi

Zuva Rokutonga kwaTenzi



M· SIA Zuva rok:utonga kwaTenzi rava pedyo

V: SIA Zvanzi naTe-enzi ndichaparadza zvose zviri pasi pano

vanhu vose vakaipa hakunazve achazosara

--- i-ni Tenzi ndi-ni ndazvitaura-a

B Zvanzi naTenzi ndichaparadza zvinhu zvose zviri pasi pano

, vose vakaipa hakuna achazosara

ini Tenzi --- ndini ndazvitaura-a




Madetembo:

l .Ndichaparadza munhu wose anokwira pamusoro pemba achinamata zuva, mwedzi, nenyenyedzi-i

2. Ndichaparadza vaya vanondinamata vanotsidza k:uti vanondida asi shure kwezvo-o voitira zvimwe zvimwari miteuro

3. Ndichaparadza vaya vakadududza vasingachadi kunditevera vaya vasingadi k:uuya kwandiri-i


>

Part 2:

Chorus:

M· Rava pedyo pedyo zuva iro-o x2

SIA Rava pedyo pindukirai kuna Tenzi pindukai nguva ichiripo-o

B --- Rava pedyo pindukirai kuna Tenzi pindukai nguva ichiripo-o




Madetembo:

4.1tai zvakarurama muzvirereke pamberi paTenzi rava pedyo pedyo zuva iro-o

5.Pasi pachaparadzwa nomoto wok:utsamwa kwaTenzi rava pedyo zuva iro

6.Funga zvakanaka pinduka usati wafa zuva rokuratidza k:utsamwa kwake risati rasvika-a

0 Comments