Zimbabwe Catholic Shona Songs - Mangwanani Namanheru (Old Version)

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Mangwanani Namanheru (Old Version)



Mangwanani Namanheru – S. Shiri



M: Mangwanani namanheru
V: All Kwaziwai moyo waYesu kwaziwai kwaziwai


Madetembo:
1.Pfungwa manzwi namabasa ndinozvipa kunemi
2.Ndinotambudzika pasi ndibatsirei negirasiya
3.Muurombo hwangu hwose ndinofara munemi


Chorus:
All Ndiyeuke Yesu mangwanani nemanheru ndiyeuke Yesu

0 Comments