Zimbabwe Catholic Shona Songs - Zuva Rokutonga KwaTenzi Rava Pedyo

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Zuva Rokutonga KwaTenzi Rava Pedyo


 

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Zuva Rokutonga KwaTenzi Rava Pedyo

 

Zuva Rokutonga KwaTenzi Rava Pedyo – A. Munyanyi


Part 1:
M: S/A Zuva rokutonga kwaTenzi rava pedyo
V: S/A Zvanzi naTe-enzi ndichaparadza zvose zviri pasi pano, vanhu vose vakaipa hakunazve achazosara --- i-ni Tenzi ndi-ni ndazvitaura-a
B Zvanzi naTenzi ndichaparadza zvinhu zvose zviri pasi pano, vose vakaipa hakuna achazosara ini Tenzi --- ndini ndazvitaura-a

Madetembo:


1.Ndichaparadza munhu wose anokwira pamusoro pemba achinamata zuva,
mwedzi, nenyenyedzi-i

2.Ndichaparadza vaya vanondinamata vanotsidza kuti vanondida asi shure
kwezvo-o voitira zvimwe zvimwari miteuro

3.Ndichaparadza vaya vakadududza vasingachadi kunditevera vaya vasingadi
kuuya kwandiri-i

Part 2:

Chorus:


M: Rava pedyo pedyo zuva iro-o x2
S/A Rava pedyo pindukirai kuna Tenzi pindukai nguva ichiripo-o
B --- Rava pedyo pindukirai kuna Tenzi pindukai nguva ichiripo-o
Madetembo:

4.Itai zvakarurama muzvirereke pamberi paTenzi rava pedyo pedyo zuva iro-o

5.Pasi pachaparadzwa nomoto wokutsamwa kwaTenzi rava pedyo zuva iro

6.Funga zvakanaka pinduka usati wafa zuva rokuratidza kutsamwa kwake risati
rasvika-a

0 Comments