Zimbabwe Catholic Shona Songs - Mangwanani Namanheru - D15

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Mangwanani Namanheru - D15

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Mangwanani Namanheru - 397



Mangwanani Namanheru D15


Mangwanani nemanheru
Kwaziwa mwoyo waYesu
Kwaziwa mwoyo waYesu
Ndiyeuke Yesu

Pfungwa mazwi namabasa
Ndinozvipa kunewe
Kwaziwa mwoyo waYesu
Ndiyeuke Yesu

Ndinotambudzika pasi
Ndibatsire negirasiya
Kwaziwa mwoyo waYesu
Ndiyeuke Yesu

Muurombo hwangu hwose
Ndinofara munewe
Kwaziwa mwoyo waYesu
Ndiyeuke Yesu

Murupenyu nomukufa
Ndiri wako muponesi
Kwaziwa mwoyo waYesu
Ndiyeuke Yesu

0 Comments