Zimbabwe Catholic Shona Songs - Sauro Pakutendeuka Kwake

Zimbabwe Catholic Shona Songs - Sauro Pakutendeuka Kwake

855 Sauro Pakutendeuka Kwake



Verses - Sauro Pakutendeuka Kwake -J. Tichapondwa


M· Sauro pakutendeuka kwake
V All Akaona kupenya kukuru kuchibva kudenga akanzwa inzwi richiti Sauro, Sauro unonditambudzireiko



Part 1: Madetembo:


l.Akabvunza ndirni aniko Tenzi
2.Ndini Jesu weNazareta waunotambudza

Chorus:


SIA Muka uende kuDhamasco, uchanoudzwa ikoko --- zvose zvawakagadzirirwa naTenzi



Part 2:


Muka uende kuDhamasco, uchanoudzwa ikoko zvinhu --­ zvawakagadzirirwa naTenzi

Madetembo:


1.Hama Sauro maziso ako ngaaone maziso ako ngaaone
2. Mwari akasarudza kuti uzive zvaanoda uone uite muranda akarurama

Chorus:


All !we uchava chapupu , kuvanhu vose vaMwari chezvinhu zvose zvawakanzwa nezvose zvawakaona, uchamirireiko --- simuka uombekwe zvitadzo zvako zvisukwe, unamate zita rake unamate zita rake

0 Comments