Zimbabwe Catholic Songs - Mwari Ndinoda Kutsanya Kwechokwadi
594 - Mwari Ndinoda Kutsanya Kwechokwadi – P.Gunyeku
M: S/A Mwari ndinoda kutsanya, kutsanya kwechokwadi
Kutsanya Kwechokwadi
V: All Kwokupa kudya vose vane nzara, nopokuvata vasina mi-sha,
nokupfekedza vaya vasi-na, ndisinganzvengi kubatsira hama dzangu
Madetembo:
1. Zvino Mwari vanoti, ipapo chiedza chako2. Kana ukabvisa mutoro wawakatakudza vamwe, ipapo chiedza chako
3. Usingapomeri vamwe mhosva, ipapo chiedza chako
4. Usingarevi vamwe, ipapo chiedza chako
Chorus:
S/A Chichavhenekera murima, ndichava newe, ndichava newe, uchawana zvinhu zvakanaka.B --- Chichavhenekera murima, ini ndichava newe, ndichava newe, ndichakupa zvinhu zvakanaka
0 Comments